Svetuka kuchirochemo

Chitenderano

Kubva Wikipedia
(runangakatsva kubva kuTsarukana)

Chitenderano (covenant) zvinoreva chibvumirano chinoitwa nemhiko chine zvisungo zvinofanirwa kutevedzwa uye zvibereko zvinowanikwa kubva pachiri kana munhu atevedza murayiro wechitenderano ichi.

  • Tsarukana (to be or to make sure; to make up one's mind). Natsa kutsarukana - make up your mind and don't change. Handinatse kutsarukana kwandiri kuenda - I am not sure where I am going.
  • Zvakatsarukana kana yakatsarukana (that which is sure, established) zvichireva zvinhu zvine zvakadzikama pakusashanduka.

Mitauro yeAfrika

[chinjirudza | chinjirudza mabviro]
  • VaVenda vanoti thalukanyo (n. intellect; Inteliigence) vachireva huchenjeri.
  • Kutuk vanoti sar (v. to direct, to judge) vachireva kutonga mhaka. Mamwe mazwi: sara (judge). Saran (v. to judge).