Tsanga (dzembesa)

From Wikipedia
Jump to navigation Jump to search
A grain paddy, tamil.jpg

Tsanga (single grain) zvinoreva mhodzi imwe yechibage, gorosi kana imwe mbeu. Vamwe vatauri vanoti mhuuze kureva tsanga diki dzinenge zviyo.

Mazwi eBantu[chinja | edit source]

  • Mururimi rweYao vanoti lunyilili (small grains of any substance, such as sand or gunpowder).

Mitauro yeBantu[chinja | edit source]

  • VaFwe vanoti bweke (n. grain) zvichireva tsanga.