Svetuka kuchirochemo

Tsamba yekutanga kuVakorinde

Kubva Wikipedia
<<<< Tsamba kuVarhoma >>>> Tsamba kuVakorinde II

Tsamba ya Paurosi kuVakorinde yekutanga (kana Tsambandari[C 1] kuVakorinde yakutanga) ndeimwe tsamba yakanyorwa navaPaurosi rinowanikwa sen'wadhi rechinomwe remuGwarodzvene reChikristu. Tsamba iyi inonzi yakanyorwa na Mutume Paurosi na Sositenesi, riri rakanyorerwa kuKereke ye Chikristu yaive muKorinde. Vanyafundi[C 2] vaitenda kuti Sositenesi ndiye akanyora tsamba achitodza zvairevwa naPaurosi. Rinotaura nezve nhau dzakasiyana dzainge dzakaitika munharaunda yekuKorinde uye rakanyorwa muChigiriki-koine. Zvisinei nezita, rinotendwa kusava tsamba yekutanga yakanyorwa kukereke ye Vakorinde.

  1. tsambandari., tsambahuru., kureva epistle.
  2. munyafundi., vanyafundi., zvinoreva 'scholar'