Toma
Mataridziko
Toma izita remhuri rinowanikwa muZimbabwe.
- Vanhu vane zita iri: Mashoko Toma; Kudzanai Toma; Hlonipani Toma; Upenyu Toma.
Mitauro yeBantu
[chinjirudza | chinjirudza mabviro]Pano panyorwa mazwi ari pedyo nezita iri kune mimwe mitauro yeChiBantu, asi zvinoreva zita zvigona kusiyana zvachose nemazwi ari pasi aya. Chinangwa ndechekutsvaga zvinoreva mazita, zvikurusei kana mazita aya asisiri kutaurwa mumutauro wemazuva ano.
Mazita ari Pedyo
[chinjirudza | chinjirudza mabviro]- Tomana sezita remhuri.