Thamsanqa

Kubva Wikipedia

Thamsanqa izita rekupihwa rinowanikwa kumutauro weNdebele muZimbabwe.

Mitauro yeBantu[chinjirudza | chinjirudza mabviro]

Pano panyorwa mazwi ari pedyo nezita iri kune mimwe mitauro yeChiBantu, asi zvinoreva zita zvigona kusiyana zvachose nemazwi ari pasi aya. Chinangwa ndechekutsvaga zvinoreva mazita, zvikurusei kana mazita aya asisiri kutaurwa mumutauro wemazuva ano.

  • MaZulu vanoti ilithamsanqa kana amathamsanqa pakuwanda (n. Blessing) vachireva chikomborero.
  • MaZulu vanoti thamsanqela (v. Bless) vachireva kukomborera.