Taremba sezita
Mataridziko
Taremba izita remhuri rinowanikwa muZimbabwe.
- Vanhu vane zita iri: Marian Taremba; Takudzwa Taremba; Tavaziva Taremba; Chipo Taremba.
Mitauro yeAfrika
[chinjirudza | chinjirudza mabviro]Pano panyorwa mazwi ari pedyo nezita iri kune mime mitauro yeChiBantu, asi zvinoreva zita zvigona kusiyana zvachose nemazwi ari pasi aya. Pane tarisiro yekuti mamwe mazwi emitauro yeAfrika anotodzana.