Takarasima
Mataridziko
(runangakatsva kubva kuTakara sima)
Takarasima (ideophone for arguing) kuramba, kukakavara, kuiitisa nharo.
Mazwi eBantu
[chinjirudza | chinjirudza mabviro]Kurerutsa Mutauro
[chinjirudza | chinjirudza mabviro]- Ndakutsanangurira chikonzero sei ndisina kuuya, iwe ndopowoti takarasima uchiti huya chete.???
- Pafunge tine mutauro wedu wakapfuma chaizvo isu takarasima neChirungu.
- Tavinga zvirongwa zvebudiriro pano, vino vanhu vava kuti takarasima nenyaya dzisina basa.