Svugu, Mbeva

Kubva Wikipedia
Svugu

Svugu kana gwiti (n. Saccostomus campestris. Southern African pouched mouse) imhando yembeva. Svugu inowanikwa kuchamhembe kweAfrica, munyika dzinoti:Angola, Botswana, Congo, Kinshasa, Malawi, Mozambique, Namibia, South Africa, Eswatini, Tanzania, Zambia neZimbabwe. Mbeva iyi inogara mumatondo esavhana nedzimwewo nhanga dziri 50-2000 mamita pauzuru pegungwa. Mbeva iyi yajairira kupinda kwevanhu munhanga dzainogara.