Svetuka kuchirochemo

Suzumira

Kubva Wikipedia

Izwi rokuti suzumira (stand on toes) rinoreva kumira munhu akatsika nezvigunwe zvekutsoka; kazhinji munhu anosuzumira achida kuona zviri padenga kana kusveverera zviri padenga.