Small house
Mataridziko
Small House ipfambi.Pfambi munhu anonakidza zvikuru kune avo vanodyidzana naye.Kuti small house hazvirevi kuti musha mudiki nekuti nguvazhinji mhunu ane small house anopedza nguva nemari yakawanda ikoko.