Sikhosana
Mataridziko
Sikhosana izita rinowanikwa muZimbabwe riri zita reNdebele.
- Vanhu vakakurumbira vane zita iri: Absalom Sikhosana aiva nhengo yeZanu-PF.
Mitauro yeBantu
[chinjirudza | chinjirudza mabviro]Pano panyorwa mazwi ari pedyo nezita iri kune mime mitauro yeChiBantu, asi zvinoreva zita zvigona kusiyana zvachose nemazwi ari pasi aya. Chinangwa ndechekutsvaga zvinoreva mazita, zvikurusei kana mazita aya asisiri kutaurwa mumutauro wemazuva ano.