Svetuka kuchirochemo

Sikhathele sezita

Kubva Wikipedia

Sikhathele izita revanhu rinowanikwa muZimbabwe neSouth Africa.

  • Vanhu vane zita iri: Sikhathele Maposa; Sikhathele Makweni; Sikhathele Ncube; Sikhathele Moyo.

Mitauro yeBantu

[chinjirudza | chinjirudza mabviro]

Pano panyorwa mazwi ari pedyo nezita iri kune mime mitauro yeChiBantu, asi zvinoreva zita zvigona kusiyana zvachose nemazwi ari pasi aya. Pane tarisiro yekuti mamwe mazwi emitauro yeAfrika anotodzana.

  • MaZulu vanoti khathala (v. be tired, fatigued, weary). Sesotho inoti ho khathala (v. be exhausted).
  • IsiZulu vanoti sikhatele kureva kuti taneta. Mamwe mazwi: Usekhathele ka6i (He is now terribly tired)
  • VaLenje vanoti katashya (harass) vachireva kukataza. VaLenje vanoti katashya (harass) vachireva kukataza.
  • Baila vanoti ku katala (to tire, weariness) vachireva kukataza. Mamwe mazwi: kukatazha (troublesomeness).