Svetuka kuchirochemo

Sharon Bwanali

Kubva Wikipedia
Perpetua Siyachitema
Horokodzwa yake:
Akazvarwa: 6 Kubvumbi 1997
Zera: Makumimaviri-nesere
Hurefu: 1.71 m (5 ft 7+12 in)
Usevenzi: mutambi wenetibhora
Usevenzi:
Nzvimbo: muzvindachiwiro

Sharon Bwanali (akazvarwa 6 Kubvumbi 1997) mutambi wenetibhora wechiZimbabwe anotambira nyika uye anotamba samuzvindachiwiro[C 1]. Bwanali akasarudzwa pamwechete nevamwe vatambi vekare vepasipezera remakumimaviri-nerimwe Claris Kwaramba na Sharon Bwanali kutamba muMukombe weNetibhora wePasirose wa2019. Boka reZimbabwe rakapedza pachinzvimbo chisere panguva ye Mukombe weNetibhora wePasirose wa2019, pakamakwa munhoroondo senguva yekutanga yekuwanikwa kweZimbabwe mutonamende reMukombe weNetibhora wePasirose.

  1. muzvindachiwiro., kureva goal attack