Shambo sezita
Mataridziko
Shambo izita remhuri rinowanikwa muZimbabwe.
- Vanhu vane zita iri: Moses Shambo; Dionne Shambo; Joel Shambo aiva mutambi wenhabvu weCaps United.
Mitauro yeBantu
[chinjirudza | chinjirudza mabviro]Pano panyorwa mazwi ari pedyo nezita iri kune mimwe mitauro yeChiBantu, asi zvinoreva zita zvigona kusiyana zvachose nemazwi ari pasi aya. Chinangwa ndechekutsvaga zvinoreva mazita, zvikurusei kana mazita aya asisiri kutaurwa mumutauro wemazuva ano.