Svetuka kuchirochemo

Serubhiya

Kubva Wikipedia
(runangakatsva kubva kuSerbia)
Republic of SerbiaРепублика Србија
Rwiyo: Боже правде, "God of Justice"

Serubhiya (muChiserubhi: Србија, Srbija), pachihofisi ichinzi Rudhende rwe Serubhiya (chiSer: Република Србија, Republika Srbija), inyika yakakomberedzwa iri muChamhembeche-mabvazuva uye muPakati meYuropu, yakagadzikwa pachipesaniso cheChikotoro che Panoni uye kuMabharukani. Inopanana muganhu ne Hungariya kumaodzanyemba, Romania kumaodzanyembaemabvazuva, Bhurugariya kuchamhembechemabvazuva, Mashedhoni kuchamhembe, Kurohesha uye Bhoziniya ne Herizegovhina kumadokero, ne Monthenegiro kuchamhembechemadokero, uye inosimbisa kuva nemuganhu ne Arubhaniya nekuda kwenharo dze chisi cheKosovo. Serubhiya isina Kosoo ine huwandu hwunosvika 6.7 miriyoni, asi vagari vanosvika 8.4 mamiriyoni kana Kosovo ichisanganiswa.

Gutaguru rayo iBherugiradhe (Belgrade) uye ndiyo gutahombe rayo futi.



Yuropu

Andora · Arubhaniya · Arumeniya · Azeribhaijani · Bherarusi · Bherujyamu · Bhoziniya ne Herizegovhina · Bhuritani · Bhurugariya · Cheki · Dhanemaki · Estonia · Furanzi · Holandi · Hlovhakiya · Hlovheniya · Hungariya · Itari · Jojiya · Jerumani · Kazakhistani · Kurohesha · Maruta · Masedhoniya Maodzanyemba · Monako · Monthenegiro · Morudhovha · Musande Marino · Noruweyi · Ostiriya · Polandi · Putugaro · Rakisombhegi · Rativhiya · Rhashiya · Rishenistayini · Ritwaniya · Romania · Saipurasi · Serubhiya · Speini · Swidheni · Turuki · Vhatikani · Vugiriki · Vufini · Vukireni · Vusvwisi · Yerelendi · Yisirandi