Sekwa sezita
Mataridziko
Sekwa izita remhuri rinowanikwa muSouth Africa.
- Vanhu vane zita iri: Khotsofalo Sekwa; Bongekile Sekwa; Nomvuyo Sekwa; Sekwa Mhlongo.
- Dzivarasekwa musha unowanikwa muguta reHarare.
Mitauro yeBantu
[chinjirudza | chinjirudza mabviro]Pano panyorwa mazwi ari pedyo nezita iri kune mimwe mitauro yeChiBantu, asi zvinoreva zita zvigona kusiyana zvachose nemazwi ari pasi aya.