Samatanga

Kubva Wikipedia

Samatanga izita remhuri rinowanikwa muZimbabwe.

  • Vanhu vane zita iri: Godwin Samatanga; taurai Samatanga; Rutendo Samatanga; Dr. Brighton Samatanga.

Mitauro yeBantu[chinjirudza | chinjirudza mabviro]

Pano panyorwa mazwi ari pedyo nezita iri kune mimwe mitauro yeChiBantu, asi zvinoreva zita zvigona kusiyana zvachose nemazwi ari pasi aya. Chinangwa ndechekutsvaga zvinoreva mazita, zvikurusei kana mazita aya asisiri kutaurwa mumutauro wemazuva ano.

  • VaTonga vanoti shamatanga (n. one who owns herds of cattle) kureva munhu anopfuya mombe zhinji.
  • VaTonga vanoti shamatanga (n. one who grows a lot of pumpkins) kureva munhu anorima manhanga zhinji.