Samaita sezita
Mataridziko
Samaita izita remhuri rinowanikwa muZimbabwe.
- Vanhu vane zita iri: Teresa Samaita; Ever Samaita; Devine Samaita; Patty Samaita.
Mitauro yeBantu
[chinjirudza | chinjirudza mabviro]Pano panyorwa mazwi ari pedyo nezita iri kune mimwe mitauro yeChiBantu, asi zvinoreva zita zvigona kusiyana zvachose nemazwi ari pasi aya. Chinangwa ndechekutsvaga zvinoreva mazita, zvikurusei kana mazita aya asisiri kutaurwa mumutauro wemazuva ano.