Ruyambidzo

Kubva Wikipedia

Ruyambidzo izwi riri kushandiswa pano kuturikira chinonzi logistics kuEnglish - izvi zvichireva mabasa emawuto ane chinangwa: chokuwanisa, kufambisa, kugadzirisa zvombo; kusvitsa masoja anorwara kuvarapi, uye kuwanisa rubatsiro nemishumo ine chekuita nemawuto. Izwi iri rinoshandawo kududza mibato inosanganisira: kuronga; kuringanisa; nekushishivara pahudongodzwa hwakanangana nebhizinesi tisati tava pamubisho mukuru.

  • Kuyambidza (v. help, aid, assist, support).
  • Muyambi (n. helper, aid, person giving assistance) kureva munhu arikupa rubatsiro.

Kutsetsenura English[chinjirudza | chinjirudza mabviro]

  • Logistics - the branch of military science and operations dealing with the procurement, supply, and maintenance of equipment, with the movement, evacuation, and hospitalization of personnel, with the provision of facilities and services, and with related matters.
  • The planning, implementation, and coordination of the details of a business or other operation.

Mitauro yeBantu[chinjirudza | chinjirudza mabviro]

  • Zigula vanoti kuambiza (v. support; to aid; help; assist) kureva kubatsira. Swahili vanoti kiambo (n. 1. household, housekeeping, household furnishings).
  • Zigula vanoti chambizo; vyambizo (n. help) kureva rubatsiro. Mamwe mazwi: kuambika (v. to cook). Chambo (n. fort). Mwambizi (n. a helper).
  • Lugwere vanoti kuyamba (help, aid, assist) vachireva kubatsira. VaGwere vanoti buyambi (help) vachireva rubatsiro. Oshindonga vanoti omwiiyambi (volunteer).
  • Lugungu inoti muyambi kureva mubatsiri. Nyakyusa vanoti ambilila (receive; entertain guests) kureva kugamuchira vaenzi. VaGanda vanoti obuyambi (help; assistance), kureva rubatsiro.
  • Kimbundu vanoti kuambata kana ambatela (v. take along; take, carry). Mamwe mazwi: kuambatese (it helps to take). VaGanda vanoti omuyambi (assistant), kureva mubatsiri.
  • Kikongo vanoti luambu (n. help, assistance, succour, support; aid).

Mazwi ari Pedyo[chinjirudza | chinjirudza mabviro]