Svetuka kuchirochemo

Ruwadzano sezita

Kubva Wikipedia

Ruwadzano izita rekupihwa rinowanikwa muZimbabwe.

  • Vanhu vane zita iri: Ruwadzano Makoni; Ruwadzano Samuriwo; Ruwadzano Chabika; Ruwadzano Hondo.

Mitauro yeBantu

[chinjirudza | chinjirudza mabviro]

Pano panyorwa mazwi ari pedyo nezita iri kune mime mitauro yeChiBantu, asi zvinoreva zita zvigona kusiyana zvachose nemazwi ari pasi aya. Pane tarisiro yekuti mitauro yeAfrika inotodzana mazwi.