Rutondapakati

Kubva Wikipedia

Muchidzidzo fundoyetsimba, rutondapakati (centripetal) zvinoreva kufamba nerudzivo runonanga kana kutonda pakati. Fosi yeRutondapakati (centripetal force) inokonzera kuti mutumbi ufambe nenzira ine kuumbwa kwemunyongo kana kuti denderedzwa. Fosi yeRutondapakati ine rudzivo rwakarurama nerudzivo rwemuchacha wemutumbi wacho.

Mitumbi yose inofamba ichirambira padenderedzwa inofamba rutondapakati - all objects in moving in a circle have centripetal motion. Izvi zvoreva kuti ine fosi yeRutondapakati inoidhonza kuti isataramuka kubva pakati.