Rusimo

Kubva Wikipedia

Rusimo izita remhuri rinowanikwa muZimbabwe.

  • -sima ; -sirimidza (repeat same thing continually). Zvichida mazwi aya anokwanisa kuturikira chinonzi cycle kuEnglish?

Mitauro yeBantu[chinjirudza | chinjirudza mabviro]

Pano panyorwa mazwi ari pedyo nezita iri kune mimwe mitauro yeChiBantu, asi zvinoreva zita zvigona kusiyana zvachose nemazwi ari pasi aya. Chinangwa ndechekutsvaga zvinoreva mazita, zvikurusei kana mazita aya asisiri kutaurwa mumutauro wemazuva ano.