Rusike

From Wikipedia
Jump to navigation Jump to search

Rusike izita remhuri rinowanikwa muZimbabwe.

  • Kusika zvinreva kugadzira china pasta chisina kumbovako kusvika panguva iyoyo.
  • Kusika moto zvinoreva kupfutsa moto kuchikwesaniswa zvimuti.

Vanhu vane zita iri: Matthew Rusike.

Mitauro yeBantu[chinja | edit source]

Pano panyorwa mazwi ari pedyo nezita iri kune mime mitauro yeChiBantu, asi zvinoreva zita zvigona kusiyana zvachose nemazwi ari pasi aya. Chinangwa ndechekutsvaga zvinoreva mazita, zvikurusei kana mazita aya asisiri kutaurwa mumutauro wemazuva ano.

  • VaGanda vanoti omusika (n. heir) kureva mugari wenhaka. Mamwe mazwi: obusika (n. heritage) kureva nhaka.
  • Barotse vanoti lusika kana masika (n. family, clan) kureva mhuri kana dzinza. Muenzaniso: lusika lwa bulena (n. royal family) kureva mhuri yehumambo.
  • VaWanga vanoti okhusika (die right out; become extinct; disappear, as a whole family or sp) kureva kuparara kwerudzi rwose.
  • VaWanga vanoti okhwisika (be faithful; be reliable; be independent; be trusting) vachireva kutendeka.
  • Baila vanoti buzhike (quality or status of a slave, slavery) vachireva huranda.
  • MaZulu vanoti ishike (Just so, quite true, that's right!) vachireva ndizvozvo. Sokuti: Ishike washaya emhloleni! (Well done I you've spoken the right word!).