Rushinga sezita
Mataridziko
Rushinga izita remhuri rinowanikwa muZimbabwe.
- Vanhu vane zita iri: Brian Rushinga; John Rushinga; Mavis Rushinga; Onai Rushinga.
Mitauro yeAfrika
[chinjirudza | chinjirudza mabviro]Pano panyorwa mazwi ari pedyo nezita iri kune mimwe mitauro yeAfrica, asi zvinoreva zita zvigona kusiyana zvachose nemazwi ari pasi aya. Pane tarisiro yekuti mamwe mazwi emitauro yeAfrika anotodzana.
- Bushong inoti shinga (v. be or become lean; lessen; become light weight; become thin, poor or emaciated; wane as moon) kureva kupera muviri.
- Bushong inoti shinga (v. melt, dissolve, waste away) kureva kunyungudika.
- Bushong inoti shinga (v. roll into a string; twist or roll as making string or cord) kureva kukosa mukosi.