Rupare

Kubva Wikipedia

Rupare izita remhuri rinowanikwa muZimbabwe.

  • Vanhu vane zita iri: Hazvinei Rupare; Rudo Rupare; Wimbayi Rupare; Gamuchirai Rupare ;Wheden Rupare.

Mitauro yeBantu[chinjirudza | chinjirudza mabviro]

Pano panyorwa mazwi ari pedyo nezita iri kune mimwe mitauro yeChiBantu, asi zvinoreva zita zvigona kusiyana zvachose nemazwi ari pasi aya. Chinangwa ndechekutsvaga zvinoreva mazita, zvikurusei kana mazita aya asisiri kutaurwa mumutauro wemazuva ano.