Runde

From Wikipedia
Jump to navigation Jump to search

Runde izita rinowanikwa muZimbabwe. Rwizi Runde runowanikwa kuChamhembe kweZimbabwe..

Mitauro yeBantu[chinja | edit source]

Possible Meaning - Pano panyorwa mazwi ari pedyo nezita iri kune mime mitauro yeChiBantu, asi zvinoreva zita zvigona kusiyana zvachose nemazwi ari pasi aya. Chinangwa ndechekutsvaga zvinoreva mazita, zvikurusei kana mazita aya asisiri kutaurwa mumutauro wemazuva ano.

  • VaHerero vanoti omu-runde (malefactor - person who commits crime or other wrong; sinner; villain).
  • Vatauri veHerero vanoti omu-runde (knave - unprincipled, dishonest or untrustworthy person).
  • VaHerero vanoti Ou-runde (knavery; villainy).