Hari

From Wikipedia
(Redirected from Rukambe)
Jump to: navigation, search

Hari imhando yepoto yakaumbwa nedhaka.

Mhando dzehari[chinja | edit source]

Kune marudzi ehari akasiyana-siyana anoti:


  • Biso kana rukambe (large earthernware pot used for boiling beer) zvichireva gate.
  • Hodzeko inoiswa mukaka kuti ikorere imomo.
  • Tsaya;
  • Tsambakodzi; inobikirwa sadza
  • Hadyana,inobikirwa muriwo
  • Pfuko, kana chikaha inoiswa mahewu kana hwahwa kana zvimwe zvakaita semvura.
  • Chiwenga kana chaenga chimedu chehari chinoshandiswa kukuya fodya.
  • Gambe chimedu chehari.
  • Denhe zvinoreva hari inochengeterwa hupfu. Kana dzawanda toti matenhe.
  • Chidodo, chikadyana kana honza (Small earthenware pot for serving side-dish) imhando yembiya yakaumbwa nemutapo inopakurirwa usavi.
  • Mhirimo kana birimo (Portable earthenware pot for holding beer) apa ureva hari ndiki inotakurika ichitakurirwa doro.
  • Chipandara (Shelf for one pot)

Kurerutsa Mutauro[chinja | edit source]