Rubiyana rwe Rhodhezhiya ne Nyasalendi
Mataridziko
Rubiyana rwe Rhodhezhiya ne Nyasalendi (nge. Federation of Rodhesia and Nyasaland) nekumwe kutaura zvinganzi Rubiyana rwe Vurhodhe ne Vunyasa, kana kuchishandiswa Chingozei, shoko rokuti rubiyana runganzi rufedherari. Rubiyana urwu rwaizivikanwawo se Rubiyana rwe Afurika Yepakati (Central African Federation, CAF).
Rwaive rubiyana rwechikoloni[1] rwechamhembe cheAfurika.
Rwakasanganisa materitori matatu:
- Chikoloni cheBhiritani chaizvitonga che Rhodhezhiya ye Chamhembe.
- Nyika yechidzivirwana[2] che Rhodhezhiya ye Maodzanyemba.
- Chidzivirwana che Nyasalendi.
Nguva
[chinjirudza | chinjirudza mabviro]- Rakange riripo makore gumi pakati pemakore a1953 ne 1963.
Maganhuro
[chinjirudza | chinjirudza mabviro]Rubiyana urwu hwaive hwakaganhurana ne:
- Angola (dunhu reChiputukezi).
- Bechwanalendi (yaive chidzivirwana cheBhiritani).
- Kongo-Leopodholi (chikoloni cheBherujyamu pamberi pa1960).
- Mozambiki (dunhu reChiputukezi).
- Afurika Chamhembe
- Afurika Chamhembechemadokero (mvumiwa[3] cheAfurika Chamhembe).
- Tanganyika (mvumiwa ye chiBhuritani pamberi pa1961).