Unenachisi

From Wikipedia
(Redirected from Ronzanyika)
Jump to navigation Jump to search

Izwi rokuti Unenachisi riri kushanda pano kuturikira chinonzi Geology kuEnglish chinova chidzidzo chezvemitumbi iri muchadenga inosanganisira Pasirino ratigere. Chidzidzo ichi chinotarisa kuumbwa kwakaitwa mitumbi iyi, mabwe arimo uye nzira dzaakaumbwa nadzo - uye chinobatsira kune avo vanotsvaga pokuchera migodhi yesimbi nemafutarubwe.

Kupiwa kweZita[chinja | edit source]

Mazwi eBantu[chinja | edit source]

  • VaSwahili vanoti unenaji, uneni (sing. 1. power of speech, speaking. 2. fluency, eloquence. 3. turn of speech, manner of speaking).
  • VaSwahili vanoti neno, maneno (word, expression, utterance; 2. pl., rare language, dialect. 3. pi. discussion, debate. 4. statement, assertion. 5. important matter, affair, matter for concern).
  • VaLunda neVaLenje vanoti chisi (country, region, land, district, village and its neighbourhood).
  • VaLenje vanoti nshi kana nsi (land, region, ground underfoot) apa kurva pasi kana pavhu.
  • VaGiryama vanoti tsi (land).