Unenandimo

From Wikipedia
(Redirected from Ronzandimo)
Jump to navigation Jump to search

Izwi rokuti Unenandimo riri kushandiswa pachinyorwa chino kuturikira chinonzi agronomy kana agrology kuEnglish, chinova chidzidzo chinodudzira mashandisirwo evhu mubasa ekurima minda. Izwi rokuti agronomy rakaumbwa nemaviri anoti: agro kureva land, soil uye -nomy kutaura natural law.

Kupiwa kweZita[chinja | edit source]

Mazwi eBantu[chinja | edit source]

  • VaSwahili vanoti unenaji, uneni (sing. 1. power of speech, speaking. 2. fluency, eloquence. 3. turn of speech, manner of speaking).
  • VaSwahili vanoti neno, maneno (word, expression, utterance; 2. pl., rare language, dialect. 3. pi. discussion, debate. 4. statement, assertion. 5. important matter, affair, matter for concern).