Ronzamhuka

From Wikipedia
Jump to: navigation, search
Mufananidzo wechimiro chembwa mubhuku rinonzi Handbuch der Anatomie der Tiere für Künstler.

Ronzamhuka (Zoology kuChirungu) ibazi rechidzidzo cheKetazvipenyu rinotarisa zvemhuka. Zvarinobata zvinosanganisira: chimiro chemhuka, kubereka kwadzo, matunhu dzinogarwa nemhuka, uye kuti rudzi rwemhuka rwunorarama here kana kuti rwakatsakatika. Nyanzvi yakadzidzira chidzidzo ichi anonzi chironzamhuka.


Kurerutsa Mutauro[chinja | edit source]

Izwi rokuti kuronza (to tell, explain, relate) rinoreva kutaura zvakajeka zvinonzwisisika. Saka tikati ronzanzanga zvinoreva kuti chidzidzo ichi chakasvika pakutsanangurwa kwakajeka uye kuchinzwizisika. Shoko chairo richapfumbira harisati ranatsa kubuda pachena, parizvino Shoko rokuti ronzamhuka rinodudzira zvimwechete nokuti duramhuka.