Unenamabwe

From Wikipedia
(Redirected from Ronzamabwe)
Jump to navigation Jump to search

Shoko rokuti Unenamabwe (Petrology kuChirungu) riri kushandiswa pano kureva denhe reruzivo rinodzidzisa pamusoro pemabwe, kuwumbwa kwawo uye kupatsanurwa kwemapoka emabwe. Kune mhando dzemambwe nhatu dzinoti echikwatamabwe (ignenous), akawumbwa kubva pakutsindirana kwemadzikinyira (sedimentary), uye akashandurwa chimiro nehujoto nepuresha yakakwira (metamorphic).

Kupiwa kweZita[chinja | edit source]

Mazwi eBantu[chinja | edit source]

  • VaSwahili vanoti unenaji, uneni (sing. 1. power of speech, speaking. 2. fluency, eloquence. 3. turn of speech, manner of speaking).
  • VaSwahili vanoti neno, maneno (word, expression, utterance; 2. pl., rare language, dialect. 3. pi. discussion, debate. 4. statement, assertion. 5. important matter, affair, matter for concern).