Ronzadenda

From Wikipedia
Jump to: navigation, search

Muzvidzidzo zvehurapi mazwi anoti ronzadenda kana ronzanhenda ari kuturikira chinonzi (Pathology) kuEnglish chinova chidzidzo chinotarisa:

  • Zvikonzero zvechirwere, mutowo wekarwariro; uye matanho anotevedzwa nechirwere.
  • Hudenengurwa hunoonekwa kana chirwere chapinda, uye tsandura dzinobata ipapo pane hurwere.
  • Mutsauko uripo pakati pemuviri mutano nemuviri une chirwere .
  • -dara (be clear, understandable - of speech) zvichireva kutaura zvakajeka zvinonzwisisika. Zvichida izwi iri rinokwanisa kuturikira chivakamberi -logy.

Mamwe Mazwi[chinja | edit source]