Ronzachisi

From Wikipedia
Jump to navigation Jump to search

Izwi rokuti Ronzachisi riri kushanda pano kuturikira chinonzi Geology kuEnglish chinova chidzidzo chezvemiutmbi iri muchadenga inosanganisira Pasirino ratigere. Chidzidzo ichi chinotarisa kuumbwa kwakaitwa mitumbi iyi, mabwe arimo uye nzira dzaakaumbwa nadzo - uye chinobatsira kune avo vanotsvaga pokuchera migodhi yesimbi nemafutarubwe.

Kurerutsa Mutauro[chinja | edit source]

Izwi rokuti kuronza (to tell, to explain, to relate) rinoreva kutaura kana kutsangangura zvakajeka zvinonzwisisika. Apa ndipo pabva chivakamberi chokuti ronza-. Chivakamberi ichi chiri kushandiswa kuturikira chivakamberi cheEnglish chinoti -logy chinoreva a speaking, discourse, treatise, doctrine, theory, science. Chinyorwa chinonzi chisi chinojekesa kwabva izwi rokuti ronzachisi - chisi ndiyo nyika yatinotsika netsoka dzedu. Tarisai zviri pachikamu chinonzi Mitauro yeBantu chiri pasi icho.

Mamwe Mazwi[chinja | edit source]

Maitauro yeBantu[chinja | edit source]

  • VaLunda neVaLenje vanoti chisi (country, region, land, district, village and its neighbourhood).
  • VaLenje vanoti nshi kana nsi (land, region, ground underfoot) apa kurva pasi kana pavhu.
  • VaGiryama vanoti tsi (land).