Svetuka kuchirochemo

Rombedza sezita

Kubva Wikipedia

Rombedza izita remhuri rinowanikwa muZimbabwe.

  • Vanhu vane zita iri: Cain Rombedza; Tinashe Rombedza, Elijah Rombedza; Tabitha Rombedza.
  • Mazwi ari pedyo: Rombera sezita.

Mitauro yeBantu

[chinjirudza | chinjirudza mabviro]

Pano panyorwa mazwi ari pedyo nezita iri kune mimwe mitauro yeChiBantu. Pane tarisiro yekuti mitauro yeBantu inotodzana mamwe mazwi.

  • Umbundu inoti lombela (v. wallow - to roll about or lie in water, snow, mud, dust - as for refreshment).
  • Sangho vanoti rombee (v. exterminate; disperse, break ranks).
  • Sangho vanoti rombeengo-mara (n. genocide). Taabwa inoti kulomba kureva kukumbira.
  • Sangho vanoti rombee (v. extermination; dispersion, breaking ranks).
  • Taabwa inoti kulombola (show the way) kureva kutaridza nzira.
  • Taabwa inoti kalombola kana mulombozi (n. guide who shows the way) munhu anotaridza nzira.