Rimbi sezita
Mataridziko
Rimbi izita remhuri rinowanikwa muZimbabwe.
- Vanhu vane zita iri: Dzidzai Rimbi; Natasha Rimbi; Emily Rimbi; Miriam Rimbi.
Mitauro yeAfrika
[chinjirudza | chinjirudza mabviro]Pano panyorwa mazwi ari pedyo nezita iri kune mime mitauro yeChiBantu, asi zvinoreva zita zvigona kusiyana zvachose nemazwi ari pasi aya. Pane tarisiro yekuti mitauro yeAfrika inotodzana mazwi.
- VaLenje vanoti limbi (at another time) kureva imwe nguva.
- VaLenje vanoti lino (now) kureva iye zvino.
- Kimbundu vanoti ni rimba (n. in danger) kureva munjodzi.