Rekayi
Mataridziko
- Rekayi sezita (Family name, given name) izita remhuri kana rekutumidzwa.
- Rekai Tangwena vaiva Ishe kudunhu reManicaland vakazovigwa paHeroes Acre.
| Zanhi rinori ndere kutsauranisa chirevo, rino dorongotsa sipwi dzine matumidzo akafanana. Kana kochekedzo yorukati yakuunzai pano, ringai matumidzo akadorongotswa pamusoro apo kuti muwane ramunoda uye mukwanise kuenda kwariri. |
