Rangwane sezita

Kubva Wikipedia

Rangwane izita remhuri rinowanikwa muSouth Africa.

  • Vanhu vane zita iri: Dikeledi Rangwane; Gitsione Rangwane; Abel Rangwane; Vincent Rangwane.

Mitauro yeAfrika[chinjirudza | chinjirudza mabviro]

Pano panyorwa mazwi ari pedyo nezita iri kune mimwe mitauro yeAfrica, asi zvinoreva zita zvigona kusiyana zvachose nemazwi ari pasi aya. Pane tarisiro yekuti mitauro yeAfrika inotodzana mazwi.

  • Sotho inoti rangwane (n. uncle on father's side).