Radio Waves

From Wikipedia
Jump to navigation Jump to search

radio waves are type of electromagetic waves

Maradio waves mawaves anenge abuda pamaelectromagnetic waves .Anobuda ende haadhistebwe nemamountains anoenda achipfura mumamountains achigadzira maground waves.Maradio waves anemaadvantage over mamicrowaves.

Uses[chinja | edit source]

Maelectromagnetic waves anoshandiswa mumaradio .Maradio waves anoshandiswa muma radio .Maradio waves anofamba malong distances ndosaka achishandiswa mumaradio.Anokwaniswa kushandiswa mumaremote controlled car , mota inocontroller neremote.Maradio waves akabatwa kudhara nemistake pakaonekwa maelectromagnetic waves.Vaitesta maelectromagnetic waves ndokubata maradio waves.Akanga akushandiswa mumatelephone ekudhara.Technology payakakwira vakanga vakushandisa maIntergrated circuits kureceiver nekutransmitter maradio waves.Matransistor ndiwo akushandiswa mazuvano kutransmitter nekutereceiver maradio waves kudhara kwaishandiswa maspark gape transmitters.