Pungu sezita
Mataridziko
Pungu izita remhuri rinowanikwa muZimbabwe, Kenya neCongo, Kinshasa.
- Vanhu vane zita iri: Crisfi Pungu; Lydhie Pungu; Celani Pungu; Vanessa Pungu.
- Mazwi ari pedyo: bungu rechibage; bungu iri shiri, Bungu riri sango, Mabungu sezita.
Mitauro yeBantu
[chinjirudza | chinjirudza mabviro]- Chewa inoti pungu (n. a share; a portion; an equal; a match).
- VaMambwe vanoti cipungu (stingy person, miser) kureva munhu akawomera. Kikongo inoti Pungu (n. reason, motive).
- Zigula inoti kihungu (a flat, round basket used for sifting flour) kureva rusero. Vanoisa h pamwe patinoisa p. Sokuti: kuhara (scrape) kureva kupara.