Svetuka kuchirochemo

Pundutso

Kubva Wikipedia

Shoko rokuti pundutso (Advantage, use, help) rinotaura kuti chiri kuitwa chinobatsira kana kuyamura munhu kuti abudirire kana kurarama hupenyu mune zvakanaka here. Nekumwe kutaura tingati zvine chimuko here.

  • Umbavha hauna pundutso.
  • Izvi zvauri kuita hazvina pundutso, dai watsvaga basa.