Psychologic facts in shona

Kubva Wikipedia
pschology facts in shona.in english visit here

Facts. Kana uchirwadziwa wakatarisa photo remumwe munhu waunnoda zvinobvisa pain yauinayo.Psychologist or psycist vakazvi tsanangura vachishandisa mri manchine.manchine uyu unoskana pfungwa nebahavior yaunoita.Vakati futi kana ukaramba munhu munhu,wawaramba anoita frastual attraction inoti iye aite more attractive than before.Vanhu vakanzi vanotaura kana vakarara zvakanzi vemasign language vanoita masign language vakara Kana wakafungisisa kuti pane munhu akakutarisa inenge irichokwadi kuti munhu, iye akakutarisaedit

Love

Kana uchida kuona kuti munhu uyu anokuda mutarise papupil(chinoona paziso) raka expander anenge achikuda.Zvinotora 4minutes kuti uchidanane munhu.Kana wakapfukiddzira 16years unokwanisa waona musikana waucharora before.musikana anoona kunge murume kana - mukomana - ariattractive kana audzwa pamusoro pemukoma kubva kuneumwe musikana