Svetuka kuchirochemo

Pongo sezita

Kubva Wikipedia

Pongo izita remhuri rinowanikwa muZimbabwe.

  • Vanhu vane zita iri: Erasmus Pongo; Brilliant Pongo; Luke Pongo; Panashe Pongo.

Mitauro yeBantu

[chinjirudza | chinjirudza mabviro]

Pano panyorwa mazwi ari pedyo nezita iri kune mimwe mitauro yeChiBantu, asi zvinoreva zita zvigona kusiyana zvachose nemazwi ari pasi aya. Chinangwa ndechekutsvaga zvinoreva mazita, zvikurusei kana mazita aya asisiri kutaurwa mumutauro wemazuva ano.

  • VaNande vanoti ehongo (n. sacrifice) kureva chipiriso. Vanoisa h pamwe patinoisa p.