Svetuka kuchirochemo

Pfupa sezita

Kubva Wikipedia

Pfupa izita remhuri rinowanikwa muZimbabwe.

  • Vanhu vane zita iri: Emmanuel Pfupa, Happyson Pfupa, Tendai Pfupa.

Mitauro yeBantu

[chinjirudza | chinjirudza mabviro]

Pano panyorwa mazwi ari pedyo nezita iri kune mimwe mitauro yeChiBantu, asi zvinoreva zita zvigona kusiyana zvachose nemazwi ari pasi aya. Chinangwa ndechekutsvaga zvinoreva mazita, zvikurusei kana mazita aya asisiri kutaurwa mumutauro wemazuva ano.

  • MaZulu vanoti fuphaza (Disappoint; disable, make ineffective). Sokuti: Isikhonyane sizofuphaza a6alimi (The locusts will render useless the work of farmers).
  • Mambwe vanoti fupa (cover an object or place). Mamwe mazwi: mufupa (an awl, small drill, a sharp nail or spike used as a drill) kureva chibooreso.
  • VaNsenga vanoti kufuha kana kufura (v. to become sour). Vanoisa h pamwe patinoisa p.
  • VaGulu vanoti ku-fupila (atone). Mamwe mazwi: ukombolo (atonements) vachireva chiripiro?.
  • Bemba vanoti fupa (adj. blunt - having a worn-down edge or point; not sharp).