Kupfimbika

From Wikipedia
(Redirected from Pfimbi)
Jump to navigation Jump to search

Kupfimbika zvinoreva kucherera michero isina kuibva pasi kuti ikasire kuti michero uyu uibve. Nzvimbo inobangirwa michero saizvozvi inonzi pfimbi.

Mitauro yeBantu[chinja | edit source]

  • VaSwahili vanoti vumbika (1. cover up, hide, conceal. 2. bury fruit for ripening).
  • VaNyungwe vanoti -bvundika (ripen) kureva kupfimbika.