Svetuka kuchirochemo

Paranormal

Kubva Wikipedia

this page is about paranormal for more see ssci-fi.

Paranormal chinhu chisinganzwisisike chisiri papart yescience.Kwete zvekuti dark matter but zvinokwaniswa kuitwa nemhunhu zvisinganzwisisike sange telekenesis.

Paranormal zvinhu zvisiri normal zvinongoitika pamunhu kana pazvinhu.Sange kuti munhu, abuda mapapiro but science azvinhu kudescriber kuti munhu anobuda mapapiro.Paranormal inotaura pazvinhu zvechidzimu kana kuti zvisiri.Mascientist amwe anoti hakuna chinhu chinoitwa nemunhu zvekuti anobhururuka.Machristians ess anoti zvinhu izvi zvinoitika.Sange varoyi vanoroya vanhu but scientist akazviudzwa izvi anoramba .Machristian ese tinoziva kuti panezvakaipa zvinoitika muhupenyu zvekuti maspirits nevaroyi vanotitevera kwese tichivanzinga nezita rajesu.But mascientist izvi vanozviti paranormal