Nzara (tsauranisa chirevo)
Mataridziko
Nzara, NZARA kana nzara zvinorevo sezviri zasiyo
- Nzara - kureva nzara yekuti munhu anodzwa kuda kudya chikafu nekumwa zvinwiwa, uye nzara yemumweya, shungu (yokuti unogona kuona zvisina kutendeka wonza shungu yekuda kuzvigadzirisa)
- Nzara - kureva nzwara kana nzara ye chigunwe.
| Zanhi rinori ndere kutsauranisa chirevo, rino dorongotsa sipwi dzine matumidzo akafanana. Kana kochekedzo yorukati yakuunzai pano, ringai matumidzo akadorongotswa pamusoro apo kuti muwane ramunoda uye mukwanise kuenda kwariri. |
