Nyoka yeMunhu
Mataridziko
Kana munhu achinzi inyoka zvinoreva kuti anoitira vamwe zvakaipa muchivande, senyoka inoruma ichibva pakahwanda.
- Mukomana uyu inyoka yemunhu, aifunga kuti handizvione kuti ndiye anobira amai vangu chikafu.
Mitauro yeBantu
[chinjirudza | chinjirudza mabviro]- MaZulu vanoti ubunyoka (Crafty dealing. underhand action or character).