Nyika sezita

Kubva Wikipedia

Nyika izita remhuri rinowanikwa muZimbabwe.

  • Vanhu vane zita iri: Sithembile Nyika; Edmore Nyika; Tinotenda Nyika; Precious Nyika.

Mitauro yeAfrika[chinjirudza | chinjirudza mabviro]

Pano panyorwa mazwi ari pedyo nezita iri kune mimwe mitauro yeAfrica, asi zvinoreva zita zvigona kusiyana zvachose nemazwi ari pasi aya.

  • Kishambala inoti nyika (wilderness, lit. uninhabited border lands).