Nyika (tsauranisa chirevo)
Mataridziko
Nyika, NYIKA, nyika zvinoreva zvinyorwa zviripazasi:
- Nyika - kureva nzvimbo ine mtungamiri, inogara huwandu hwevanhu vanonzi vasanyika.
- Kunyika - kureva kuisa chinhu mumutuvi kusvika chazadzwa nemutuvi wacho, senge kunyika hembe mumvura.
- Nyika - parinoshandiswa sezita remunhu.
| Zanhi rinori ndere kutsauranisa chirevo, rino dorongotsa sipwi dzine matumidzo akafanana. Kana kochekedzo yorukati yakuunzai pano, ringai matumidzo akadorongotswa pamusoro apo kuti muwane ramunoda uye mukwanise kuenda kwariri. |
